Zvotyisa izvi andidi hanguKored neblack zvave zvecult hereKo mari yese iyo dai akwaka chipatara sezvawaitawo vamwe zvaisadadisa here pane kuyi pedza nezuva rimweZvakanaka and vanhu vacho vari loaded❤️❤️, but pane zvimwe zvavazoisa zvirikuita kakutyisa mbichana, myb inyaya yekuti andina mari andingazvinzwisise, myb ndoart
yevanhu vanemari🤦Nenyaya dzandiri kuteerera mazuvano about huronbwa and stuff regai ndigumire pakuti nice cheteMbinga dzemashuwa shuwa kwete dzechinhereraZviri classy nekakutyisa zvese ipapoNdabvuma kunevanhu vane mari munyikaZvekutora murume wemunhu zvinongoda kuZim chete not mu SA